Genesi 13:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Chisimuka ufambe uchimema nyika iyoyi uone kureba kwayo noupamhi hwayo, nokuti ndiyoyi nyika yandichakupa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Simuka, ufambe nenyika pakureɓa kwayo, napaʋupamhi bgayo, nokuti ndicakupa iyo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Simuka, ufambe nenyika pakureba kwayo, napaupamhi hwayo, nokuti ndichakupa iyo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Chisimuka ufambe uchimema nyika iyoyi uone kureba kwayo noupamhi hwayo, nokuti ndiyoyi nyika yandichakupa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Chisimuka ufambe uchimema nyika iyoyi uone kureba kwayo noupamhi hwayo, nokuti ndiyoyi nyika yandichakupa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Enda, famba munyika, muurefu nomuupamhi hwayo, nokuti ndichaipa kwauri.” Sien die hoofstuk |