Genesi 13:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vanhu veSodhomu vakanga vakaipa mwoyo, vaitadzira Tenzi kwazvo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino ʋarume ʋeSodoma ʋakaŋga ʋakaipa, ʋaitadzira Jehova kwaɀo‐kwaɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Zvino varume veSodhomu vakanga vakaipa, vaitadzira Jehovha kwazvo-kwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vanhu veSodhomu vakanga vakaipa mwoyo, vaitadzira Tenzi kwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vanhu veSodhomu vakanga vakaipa mwoyo, vaitadzira Tenzi kwazvo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Zvino varume veSodhomu vakanga vakaipa uye vaitadzira Jehovha kwazvo. Sien die hoofstuk |