Genesi 13:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Abhuramu akagara munyika yeKanani, Roti akandogarawo pakati pamaguta aiva mubani riya, akadzika matendhe ake pedyo neSodhomu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Abrama akagara panyika yeKanani, Roti akagara pamaguta aiʋa kuɓani, akasweɗedzera tente rake kuȿikira paSodoma. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Abhuramu akagara panyika yeKenani, Roti akagara pamaguta aiva kubani, akaswededzera tende rake kusvikira paSodhomu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Abhuramu akagara munyika yeKanani, Roti akandogarawo pakati pamaguta aiva mubani riya, akadzika matendhe ake pedyo neSodhomu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Abhuramu akagara munyika yeKanani, Roti akandogarawo pakati pamaguta aiva mubani riya, akadzika matendhe ake pedyo neSodhomu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Abhurama akagara munyika yeKenani, Roti akagara pakati pamaguta omumapani uye akadzika matende ake pedyo neSodhomu. Sien die hoofstuk |