Genesi 13:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka Roti akazvisarudzira bani rose romuna Jorodhani, akabva atamira kumabvazuva. Ndiko kuparadzana kwavakaita. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Roti akaɀitsaurira ɓani rose reJoridani; Roti akaenda kurutiʋi rwamabvazuʋa; ʋakaparadzana haʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Roti akazvitsaurira bani rose reJorodhani; Roti akaenda kurutivi rwamabvazuva; vakaparadzana havo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka Roti akazvisarudzira bani rose romuna Jorodhani, akabva atamira kumabvazuva. Ndiko kuparadzana kwavakaita. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Saka Roti akazvisarudzira bani rose romuna Jorodhani, akabva atamira kumabvazuva. Ndiko kuparadzana kwavakaita. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Saka Roti akazvisarudzira bani rose reJorodhani uye akasimuka akananga kumabvazuva. Varume vaviri ava vakaparadzana: Sien die hoofstuk |