Genesi 12:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Farao akatuma vamwe vanhu vake kuti vaburitse Abhuramu nomudzimai wake munyika iyoyo, nezvinhu zvose zvavaiva nazvo vachimuperekedza. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino Farao akaraira ʋamŋe ʋarume pamsoro pake, ʋakamuperekedza iye nomukadzi wake neɀose ɀaakaŋga anaɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Zvino Farao akaraira vamwe varume pamusoro pake, vakamuperekedza iye nomukadzi wake nezvose zvaakanga anazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Farao akatuma vamwe vanhu vake kuti vaburitse Abhuramu nomudzimai wake munyika iyoyo, nezvinhu zvose zvavaiva nazvo vachimuperekedza. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 Farao akatuma vamwe vanhu vake kuti vaburitse Abhuramu nomudzimai wake munyika iyoyo, nezvinhu zvose zvavaiva nazvo vachimuperekedza. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo Faro akarayira varanda vake pamusoro paAbhurama, vakamurega achienda nomukadzi wake uye nezvinhu zvose zvaakanga anazvo. Sien die hoofstuk |