Genesi 12:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Tenzi akaunzira Farao navanhu veimba yake matambudziko makuru kwazvo pamusana paSarai mudzimai waAbhuramu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi Jehova wakatambudza Farao naʋeimba yake namaɗambudziko makuru nokuɗa kwaSarai, mukadzi waAbrama. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Asi Jehovha wakatambudza Farao neveimba yake namadambudziko makuru nokuda kwaSarai, mukadzi waAbhuramu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Tenzi akaunzira Farao navanhu veimba yake matambudziko makuru kwazvo pamusana paSarai mudzimai waAbhuramu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Asi Tenzi akaunzira Farao navanhu veimba yake matambudziko makuru kwazvo pamusana paSarai mudzimai waAbhuramu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Asi Jehovha akatambudza Faro neveimba yake nehosha yakaipisisa nokuda kwaSarai mukadzi waAbhurama. Sien die hoofstuk |