Genesi 12:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chitoti zvako iwe uri hanzvadzi yangu ndiko kuti vatondiitira zvakanaka pamusana pako ndirege kuurayiwa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Uti hako uri hanɀadzi yaŋgu, kuti ndiitirwe ɀakanaka nokuɗa kwako, kuti mŋeya waŋgu urarame nokuɗa kwako. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Uti hako uri hanzvadzi yangu, kuti ndiitirwe zvakanaka nokuda kwako, kuti mweya wangu urarame nokuda kwako.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chitoti zvako iwe uri hanzvadzi yangu ndiko kuti vatondiitira zvakanaka pamusana pako ndirege kuurayiwa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Chitoti zvako iwe uri hanzvadzi yangu ndiko kuti vatondiitira zvakanaka pamusana pako ndirege kuurayiwa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Saka uti uri hanzvadzi yangu, kuti ndigobatwa zvakanaka nokuda kwako uye upenyu hwangu hucharwirwa nokuda kwako.” Sien die hoofstuk |