Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Genesi 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Tenzi akataurira Abhuramu kuti, “Chibva munyika mako, ubve mukati mehama dzako, usiye musha wababa vako utamire kunyika yandichakuratidza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Jehova wakati kunaAbrama: Ibva panyika yako, nokuhama dzako, nokuimba yaɓaɓa ʋako, uende kunyika yandicakuratidza iyo;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Jehovha wakati kuna Abhuramu, “Ibva panyika yako, nokuhama dzako, nokuimba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza iyo;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Tenzi akataurira Abhuramu kuti, “Chibva munyika mako, ubve mukati mehama dzako, usiye musha wababa vako utamire kunyika yandichakuratidza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Tenzi akataurira Abhuramu kuti, “Chibva munyika mako, ubve mukati mehama dzako, usiye musha wababa vako utamire kunyika yandichakuratidza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Jehovha akanga ati kuna Abhurama, “Siya nyika yako, vanhu vako neimba yababa vako uye uende kunyika yandichakuratidza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Genesi 12:1

Volg ons:

Advertensies

Advertensies