Genesi 11:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tenzi akati, “Onai vanhu ava vose vanongova rudzi rwumwechete uye vose vanotaura mutauro mumwechete. Idzi imviromviro chete dzezvavachaita. Hakuna chichavatadzisa kuita chinhu chose chose chavanofunga kuita. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jehova akati: Tarirai, ʋanhu aʋa ndiʋamŋe, ʋanorurimi rumŋe ʋose; ɀino ndiɀo ɀaʋanotaŋga kuita; ɀino hakucinecinhu caʋaŋgaɗa kuita caʋaŋgadziʋiswa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Jehovha akati, “Tarirai, vanhu ava ndivamwe, vanorurimi rumwe vose; zvino ndizvo zvavanotanga kuita; zvino hakuchina chinhu chavangada kuita chavangadziviswa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tenzi akati, “Onai vanhu ava vose vanongova rudzi rwumwechete uye vose vanotaura mutauro mumwechete. Idzi imviromviro chete dzezvavachaita. Hakuna chichavatadzisa kuita chinhu chose chose chavanofunga kuita. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Tenzi akati, “Onai vanhu ava vose vanongova rudzi rwumwechete uye vose vanotaura mutauro mumwechete. Idzi imviromviro chete dzezvavachaita. Hakuna chichavatadzisa kuita chinhu chose chose chavanofunga kuita. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jehovha akati, “Kana vanhu ava vava somunhu mumwe, vachitaura rurimi rumwe chete, vakatanga kuita izvi, zvino hapana chinhu chavanoronga kuti vachiite chichavaomera. Sien die hoofstuk |