Genesi 11:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Abhuramu naNahori vakawana vakadzi vavo. Zita romukadzi waAbhuramu ndiSarai, zita romukadzi waNahori richinzi Mirika mwana waHarani. Harani, vakaberekawo Isika. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Abrama naNahori ʋakaɀiwanira ʋakadzi; zita romukadzi waAbrama rainzi Sarai; zita romukadzi waNahori rainzi Mirika, mukunda waHarani, ɓaɓa ʋaMirika, naɓaɓa ʋaIsika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200229 Abhuramu naNahori vakazviwanira vakadzi; zita romukadzi waAbhuramu rainzi Sarai; zita romukadzi waNahori rainzi Mirika, mukunda waHarani, baba vaMirika, nababa vaIsika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Abhuramu naNahori vakawana vakadzi vavo. Zita romukadzi waAbhuramu ndiSarai, zita romukadzi waNahori richinzi Mirika mwana waHarani. Harani, vakaberekawo Isika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona29 Abhuramu naNahori vakawana vakadzi vavo. Zita romukadzi waAbhuramu ndiSarai, zita romukadzi waNahori richinzi Mirika mwana waHarani. Harani, vakaberekawo Isika. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 vose vari vaviri Abhurama naNahori vakawana. Zita romukadzi waAbhurama rainzi Sarai, uye zita romukadzi waNahori rainzi Mirika; akanga ari mwanasikana waHarani, baba vaMirika naIsika. Sien die hoofstuk |