Genesi 11:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Harani akafa baba vake vasati vafa, akafira kunyika kwaakaberekerwa muguta reUru kunyika yevaKaradhia. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Harani akafa, ɓaɓa ʋake Tera ʋaciri ʋapenyu, panyika yokuɓerekwa kwake, paUri yaʋaKardia. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Harani akafa, baba vake Tera vachiri vapenyu, panyika yokuberekwa kwake, paUri yavaKaradhea. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Harani akafa baba vake vasati vafa, akafira kunyika kwaakaberekerwa muguta reUru kunyika yevaKaradhia. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Harani akafa baba vake vasati vafa, akafira kunyika kwaakaberekerwa muguta reUru kunyika yevaKaradhia. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Baba vake Tera vachiri vapenyu Harani akafira muUri ravaKaradhea, munyika yaakaberekerwa, Sien die hoofstuk |