Genesi 10:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kushi akabereka vanakomana vake vanoti: Sebha naHavhira naSabhuta naRaama naSabhuteka. Raama akabereka vanakomana vake vanoti: Shebha naDhedhani. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋanakomana ʋaKushi ndiʋo: Seba, naHavira, naSabta, naRaama, naSabteka; naʋanakomana ʋaRaama ndiʋo: Sheba naDedani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Vanakomana vaKushi ndivo: Sebha, naHavhira, naSabhata, naRama, naSabhuteka; navanakomana vaRama ndivo: Shebha naDhedhani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kushi akabereka vanakomana vake vanoti: Sebha naHavhira naSabhuta naRaama naSabhuteka. Raama akabereka vanakomana vake vanoti: Shebha naDhedhani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Kushi akabereka vanakomana vake vanoti: Sebha naHavhira naSabhuta naRaama naSabhuteka. Raama akabereka vanakomana vake vanoti: Shebha naDhedhani. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vanakomana vaKushi vanoti: Sebha, Havhira, Sabhata, Rama naSabhiteka. Vanakomana vaRaama vanoti: Shebha naDhedhani. Sien die hoofstuk |