Genesi 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete kuti pasi pakaoma pabude pachena,” zvikabva zvaita saizvozvo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mŋari akati: Mvura iri pasi peɗeŋga ŋgaiʋuŋgane pamŋe cete, kuti pasi pakawoma paʋonekwe; ɀikaita saiɀoɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Mwari akati: Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete, kuti pasi pakaoma paonekwe; zvikaita saizvozvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete kuti pasi pakaoma pabude pachena,” zvikabva zvaita saizvozvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane pamwechete kuti pasi pakaoma pabude pachena,” zvikabva zvaita saizvozvo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye Mwari akati, “Mvura iri pasi pedenga ngaiungane panzvimbo imwe chete, uye pasi pakaoma ngapaonekwe.” Uye zvakaita saizvozvo. Sien die hoofstuk |