Genesi 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari akatumidza ziendanakuenda riya kuti denga. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechipiri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mŋari akatumidza nɀimbo, akati Ƌeŋga. Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa repiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Mwari akatumidza nzvimbo, akati Denga. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva repiri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mwari akatumidza ziendanakuenda riya kuti denga. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechipiri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mwari akatumidza ziendanakuenda riya kuti denga. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechipiri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Mwari akatumidza nzvimbo iyi kuti “denga.” Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rechipiri. Sien die hoofstuk |