Genesi 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mwari akati, “Pakati pemvura ngapave neziendanakuenda rinokamuranisa mvura.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mŋari akati: Nɀimbo ŋgaiʋe’po pakati pemvura, kuti iparadzanise mvura nemvura. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Mwari akati: Nzvimbo ngaivepo pakati pemvura, kuti iparadzanise mvura nemvura. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mwari akati, “Pakati pemvura ngapave neziendanakuenda rinokamuranisa mvura.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mwari akati, “Pakati pemvura ngapave neziendanakuenda rinokamuranisa mvura.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Uye Mwari akati, “Ngapave nenzvimbo pakati pemvura kuti iparadzanise mvura nemvura.” Sien die hoofstuk |