Genesi 1:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Mwari akatarisa zvose zvaakanga aita, onei zvakanaka kwazvo. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechitanhatu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Mŋari akaʋona ɀose ɀaakaita, ʋonei ɀakanaka kwaɀo. Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa retanhatu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200231 Mwari akaona zvose zvaakaita, onei zvakanaka kwazvo. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva retanhatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Mwari akatarisa zvose zvaakanga aita, onei zvakanaka kwazvo. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechitanhatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona31 Mwari akatarisa zvose zvaakanga aita, onei zvakanaka kwazvo. Kwakasviba kukaedza, iri rakava zuva rechitanhatu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Mwari akaona zvose zvaakanga aita, kuti zvakanga zvakanaka kwazvo. Uye madekwana akavapo, namangwanani akavapo, zuva rechitanhatu. Sien die hoofstuk |