Genesi 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mŋari akaɀiropafadza, akati: Ƃerekai, muwande, muzadze mvura iri mumakuŋgwa; neshiri ŋgadziwande panyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Mwari akazviropafadza, akati: Berekai, muwande, muzadze mvura iri mumakungwa; neshiri ngadziwande panyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mwari akazvikomborera achiti, “Berekanai muwande muzadze mvura yomumakungwa. Shiri ngadziwandewo panyika.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mwari akazviropafadza akati, “Berekanai muwande muzadze mvura iri mumakungwa, uye shiri ngadziwande panyika.” Sien die hoofstuk |