Genesi 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ɀiɓate ʋushe masikati noʋusiku, nokuparadzanisa ciedza nerima; Mŋari akaʋona kuti ɀakanaka. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 zvibate ushe masikati nousiku, nokuparadzanisa chiedza nerima; Mwari akaona kuti zvakanaka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 kuti zvibate ushe masikati nousiku, uye kuti zviparadzanise chiedza kubva parima. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka. Sien die hoofstuk |