Genesi 1:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mwari akaita mazivheneko maviri kunoti, zivheneko guru rokutonga masikati, kozoti zivheneko duku rokutonga usiku, akaitawo nyenyedzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Mŋari akaita ɀiedza ɀikuru ɀiʋiri; ciedza cikuru kuti ciɓate ʋushe masikati, neciedza ciɗuku, kuti ciɓate ʋushe ʋusiku, nenyeredzi ʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Mwari akaita zviedza zvikuru zviviri; chiedza chikuru kuti chibate ushe masikati, nechiedza chiduku, kuti chibate ushe usiku, nenyeredziwo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mwari akaita mazivheneko maviri kunoti, zivheneko guru rokutonga masikati, kozoti zivheneko duku rokutonga usiku, akaitawo nyenyedzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mwari akaita mazivheneko maviri kunoti, zivheneko guru rokutonga masikati, kozoti zivheneko duku rokutonga usiku, akaitawo nyenyedzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Mwari akaita zviedza zvikuru zviviri, chiedza chikuru kuti chibate ushe masikati uye chiedza chiduku kuti chibate ushe usiku. Akaitawo nyeredzi. Sien die hoofstuk |