Genesi 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 ŋgaɀiʋe ɀiedza panɀimbo yeɗeŋga, kuti ɀivenekere panyika; ɀikaita saiɀoɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 ngazvive zviedza panzvimbo yedenga, kuti zvivhenekere panyika; zvikaita saizvozvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ngaave mavheneko omuziendanakuenda romudenga kuti avhenekere nyika,” zvikabva zvaita saizvozvo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 uye ngazvive zviedza munzvimbo yedenga kuti zvivhenekere panyika.” Uye zvakaita saizvozvo. Sien die hoofstuk |