Firemoni 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvino kana iwe uchindiona sasahwira wako, mugamuchire sokundigamuchira kwaungandiite. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino kana uciti ndiri mugoʋani newe, umugamucire seɀauŋgandigamucira ini. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Zvino kana uchiti ndiri mugovani newe, umugamuchire sezvaungandigamuchira ini. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvino kana iwe uchindiona sasahwira wako, mugamuchire sokundigamuchira kwaungandiite. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Zvino kana iwe uchindiona sasahwira wako, mugamuchire sokundigamuchira kwaungandiite. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Saka kana uchindiona somumwe wako, mugamuchire sokugamuchira kwaungandiita. Sien die hoofstuk |