Firemoni 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pamwe ndizvo zvakaita kuti amboparadzaniswa newe kwekachinhambo kuti azodzorerwa kwauri zvachose, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuti ɀimŋe wakaparadzaniswa newe ciŋguʋa nemhaka iyi, kuti ugozoʋa naye nokusiŋgaperi; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Nokuti zvimwe wakaparadzaniswa newe chinguva nemhaka iyi, kuti ugozova naye nokusingaperi; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Pamwe ndizvo zvakaita kuti amboparadzaniswa newe kwekachinhambo kuti azodzorerwa kwauri zvachose, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Pamwe ndizvo zvakaita kuti amboparadzaniswa newe kwekachinhambo kuti azodzorerwa kwauri zvachose, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Nokuti zvimwe wakaparadzaniswa naye kwechinguva kuti ugozova naye nokusingaperi, Sien die hoofstuk |