Firemoni 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ndaiɗa kuti agare neni, kuti panɀimbo yako andishumire pakusuŋgwa kwaŋgu nokuɗa kweEvaŋgeri; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 ndaida kuti agare neni, kuti panzvimbo yako andishumire pakusungwa kwangu nokuda kweVhangeri; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ndaida kuti iye agare neni kuti agotora nzvimbo yako pakundibatsira zvandiri muusungwa nokuda kweVhangeri. Sien die hoofstuk |