Firemoni 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye akanga ari munhu asina maturo kwauri asi iye zvino ave munhu ane basa kwauri nokwandiri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 wakaŋga asiŋgakuɓatsiri kare, asi ɀino unokuɓatsira ɀikuru, iwe neni; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 akanga asingakubatsiri kare, asi zvino anobatsira zvikuru, iwe neni; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye akanga ari munhu asina maturo kwauri asi iye zvino ave munhu ane basa kwauri nokwandiri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Iye akanga ari munhu asina maturo kwauri asi iye zvino ave munhu ane basa kwauri nokwandiri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Akanga asingabatsiri kwauri kare, asi zvino ava kubatsira kwatiri tose iwe neni. Sien die hoofstuk |