Firemoni 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndinokuteterera ndichikumbirira mwana wangu Onesimo wandakabereka muusungwa hwangu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndinokumbira ɀikuru kwauri pamsoro pomŋana waŋgu, wandakaɓereka pakusuŋgwa kwaŋgu, Onesimo, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Ndinokumbira zvikuru kwauri pamusoro pomwana wangu, wandakabereka pakusungwa kwangu, Onesimo, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndinokuteterera ndichikumbirira mwana wangu Onesimo wandakabereka muusungwa hwangu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndinokuteterera ndichikumbirira mwana wangu Onesimo wandakabereka muusungwa hwangu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 ndinokumbira kwauri pamusoro pomwanakomana wangu Onesimasi, akava mwanakomana wangu pakusungwa kwangu. Sien die hoofstuk |