Ezekieri 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 mapapiro azvo akanga akagumana chimwe nechimwe chazvo chaingofamba chakananga pachakananga chichienda chisingatsauki. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mapapiro aɀo akaŋga akaɓatana; haɀina‐kutsauka pakufamba kwaɀo, asi cimŋe necimŋe cairuramira mberi pakufamba kwaco. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Mapapiro azvo akanga akabatana; hazvina kutsauka pakufamba kwazvo, asi chimwe nechimwe chairuramira mberi pakufamba kwacho. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 mapapiro azvo akanga akagumana chimwe nechimwe chazvo chaingofamba chakananga pachakananga chichienda chisingatsauki. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 mapapiro azvo akanga akagumana chimwe nechimwe chazvo chaingofamba chakananga pachakananga chichienda chisingatsauki. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 uye mapapiro azvo aigunzvana. Chimwe nechimwe chazvo chaienda mberi chakarurama; zvakanga zvisingacheuki pakufamba kwazvo. Sien die hoofstuk |