Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Estere 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Ndinodaro nokuti, zvaitwa navahosi vamambo izvi zvichazikanwa navakadzi vose zvikakonzera kuti vazvidze varume vavo nokuti vachati, ‘Mambo Ahasuerusi akarayira kuti vahosi vamambo vauyiswe kwaaiva, asi ivo vakarega kuendako wani!’

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Nokuti ici cakaitwa naʋahosi cicapararira pakati paʋakadzi ʋose, ɀino ʋacashoʋora ʋarume ʋaʋo, kana ɀicinzi: Mambo Ahashveroshi wakaraira ʋahosi Vashti kuti ʋaʋuyiswe pamberi pake, asi ʋakaramba kuʋuya.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Nokuti ichi chakaitwa navahosi chichapararira pakati pavakadzi vose, zvino vachashora varume vavo, kana zvichinzi, ‘Mambo Ahashivheroshi akaraira vahosi Vashiti kuti vauyiswe pamberi pake, asi vakaramba kuuya.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Ndinodaro nokuti, zvaitwa navahosi vamambo izvi zvichazikanwa navakadzi vose zvikakonzera kuti vazvidze varume vavo nokuti vachati, ‘Mambo Ahasuerusi akarayira kuti vahosi vamambo vauyiswe kwaaiva, asi ivo vakarega kuendako wani!’

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Nokuti zvaitwa navahosi zvichazivikanwa navakadzi vose, nokudaro vachazvidza varume vavo vachiti, ‘Inga wani Mambo Zekisesi vakarayira vaHosi Vhashiti kuti vauye vamire pamberi pavo, asi vakaramba kuuya.’

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona BIBLE

17 Nokuti ichi chakaitwa navahosi chichapararira pakati pavakadzi vose, zvino vachashora varume vavo, kana zvichinzi, ‘Mambo Ahasuerusi akaraira vahosi Vashiti kuti vauyiswe pamberi pake, asi vakaramba kuuya.’

Sien die hoofstuk Kopieer




Estere 1:17

Volg ons:

Advertensies


Advertensies