Estere 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Pazuva rechinomwe racho, mambo afaranuka mwoyo newaini akaudza Mehumani naBhizita naHaribhona naBhigita naAbhagita naZeta naKarikasi, vayuniki vanomwe vaishandira mambo Ahasuerusi savatariri vomumuzinda make Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino nezuʋa recinomŋe mŋoyo wamambo wakati ucifara newaini, akaraira Mehumani, naBizta, naHarbona, naBigta, naAbagta, naZetari, naKarkasi, iʋo ʋaranda ʋanomŋe ʋaiɓata pamberi pamambo Ahashveroshi, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Zvino nezuva rechinomwe mwoyo wamambo wakati uchifara newaini, akaraira Mehumani, naBhizita, naHaribhona, naBhigita, naAbhagata, naZetari, naKarikasi, ivo varanda vanomwe vaibata pamberi pamambo Ahashivheroshi, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Pazuva rechinomwe racho, mambo afaranuka mwoyo newaini akaudza Mehumani naBhizita naHaribhona naBhigita naAbhagita naZeta naKarikasi, vayuniki vanomwe vaishandira mambo Ahasuerusi savatariri vomumuzinda make Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Pazuva rechinomwe, Mambo Zekisesi afara kwazvo mumwoyo make nokuda kwewaini, akarayira varanda vanomwe vaimushumira, Mehumani, Bhizita, Habhona, Bhigita, Abhagita, Zeta naKakasi, Sien die hoofstukShona BIBLE10 Zvino nezuva rechinomwe mwoyo wamambo wakati uchifara newaini, akaraira Mehumani, naBhizita, naHaribhona, naBhigita, naAbhagata, naZetari, naKarikasi, ivo varanda vanomwe vaibata pamberi pamambo Ahasuerusi, Sien die hoofstuk |