Eksodo 6:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ereazari mwanakomana waAroni akaroora mwana waPutieri ndokubereka Finehasi. Ivava ndivo madzitateguru omudzinza rokwaRevhi mhuri nemhuri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ereazari, mŋanakomana waAroni, akawana mumŋe waʋakunda ʋaPutieri, iye akamuɓerekera Pinehasi. Ndiyo misoro yedzimba dzamadziɓaɓa aʋaRevi nemhuri dzaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Ereazari, mwanakomana waAroni, akawana mumwe wavakunda vaPutieri, iye akamuberekera Pinehasi. Ndiyo misoro yedzimba dzamadzibaba avaRevhi nemhuri dzavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ereazari mwanakomana waAroni akaroora mwana waPutieri ndokubereka Finehasi. Ivava ndivo madzitateguru omudzinza rokwaRevhi mhuri nemhuri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ereazari mwanakomana waAroni akaroora mwana waPutieri ndokubereka Finehasi. Ivava ndivo madzitateguru omudzinza rokwaRevhi mhuri nemhuri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ereazari mwanakomana waAroni akawana mumwe wavanasikana vaPutieri, uye akamuberekera Finehazi. Ava ndivo vakanga vari vakuru vemhuri dzavaRevhi, mhuri nemhuri. Sien die hoofstuk |