Eksodo 6:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vanakomana vaSimeoni ndiJemueri naJamini naOhadhi naJakini naZohari naShauro mwanakomana womudzimai wake wechiKanani. Ndivo madzitateguru omudzinza rokwaSimeoni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋanakomana ʋaSimeoni ʋaiʋa Jemueri, naJamini, naOhadi, naJakini, naZohari, naShauri, mŋanakomana womukadzi muKanani; ndiʋo ʋedzimba dzaSimeoni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Vanakomana vaSimeoni vaiva Jemueri, naJamini, naOhadhi, naJakini, naZohari, naShauri, mwanakomana womukadzi muKenani; ndivo vedzimba dzaSimeoni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vanakomana vaSimeoni ndiJemueri naJamini naOhadhi naJakini naZohari naShauro mwanakomana womudzimai wake wechiKanani. Ndivo madzitateguru omudzinza rokwaSimeoni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vanakomana vaSimeoni ndiJemueri naJamini naOhadhi naJakini naZohari naShauro mwanakomana womudzimai wake wechiKanani. Ndivo madzitateguru omudzinza rokwaSimeoni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vanakomana vaSimeoni vaiva Jemueri, Jamini, Ohadhi, Jakini, Zohari naShauri mwanakomana womukadzi muKenani. Idzi ndidzo dzaiva dzimba dzaSimeoni. Sien die hoofstuk |