Eksodo 6:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Tenzi ndokutaurira Mosesi naAroni achiti, “Udzai vaIsiraeri namambo weIjipiti kuti ndini ndakakutumai kuzoburitsa vaIsiraeri muIjipiti.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Jehova akataura naMosesi naAroni, akaʋatuma neshoko kuʋana ʋaIsraeri nokunaFarao, mambo weEgipita, kuti ʋaɓuɗise ʋana ʋaIsraeri munyika yeEgipita. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Jehovha akataura naMosesi naAroni, akavatuma neshoko kuvana vaIsiraeri nokuna Farao, mambo weIjipiti, kuti vabudise vana vaIsiraeri munyika yeIjipiti. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Tenzi ndokutaurira Mosesi naAroni achiti, “Udzai vaIsiraeri namambo weIjipiti kuti ndini ndakakutumai kuzoburitsa vaIsiraeri muIjipiti.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Tenzi ndokutaurira Mosesi naAroni achiti, “Udzai vaIsiraeri namambo weIjipiti kuti ndini ndakakutumai kuzoburitsa vaIsiraeri muIjipiti.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Zvino Jehovha akataura kuna Mozisi naAroni pamusoro pavaIsraeri napamusoro paFaro mambo weIjipiti, uye akavarayira kuti vabudise vaIsraeri kubva muIjipiti. Sien die hoofstuk |