Eksodo 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Farao akati, “Imi muri kuona kuti iye zvino vanhu vechirudzi mawanda muno ndopamava kutoda zvenyu kutadzisa vanhu kuita basa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Farao akati: Tarirai, ʋanhu ʋenyika ino ʋatoʋa ʋazhinji, ɀino imi moɗa kuʋazorodza pamirimo yaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Farao akati, “Tarirai, vanhu venyika ino vatova vazhinji, zvino imi moda kuvazorodza pamirimo yavo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Farao akati, “Imi muri kuona kuti iye zvino vanhu vechirudzi mawanda muno ndopamava kutoda zvenyu kutadzisa vanhu kuita basa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Farao akati, “Imi muri kuona kuti iye zvino vanhu vechirudzi mawanda muno ndopamava kutoda zvenyu kutadzisa vanhu kuita basa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo Faro akati, “Tarirai, vanhu vawanda zvino munyika, uye muri kuvakonesa kushanda.” Sien die hoofstuk |