Eksodo 38:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akagadzirawo maringi mana endarira akaaisa pamakona mana esefa iyoyo yendarira mokupfekera mapango okutakurisa atari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akaitira makona manna ecakarukwa cendarira ɀindori ɀinna paiʋa pokutakura napo namatanda. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Akaitira makona mana echakarukwa chendarira zvindori zvina paiva pokutakura napo namatanda. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akagadzirawo maringi mana endarira akaaisa pamakona mana esefa iyoyo yendarira mokupfekera mapango okutakurisa atari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Akagadzirawo maringi mana endarira akaaisa pamakona mana esefa iyoyo yendarira mokupfekera mapango okutakurisa atari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakaumba mhete dzendarira kuti dzibate mapango amakona mana echiparo chendarira. Sien die hoofstuk |