Eksodo 36:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nyanzvi idzodzi dzakazotaurira Mosesi kuti, “Vanhu vari kungoramba vachiunza zvipo zvebasa rakanzi naTenzi riitwe, asi zvipo zvacho zvawandisa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ʋakataura naMosesi, ʋaciti: Ʋanhu ʋanoʋuya neɀakawandisa kupfuʋura ɀinokwana kuite‐ɓasa rakarairwa naJehova kuti riitwe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 vakataura naMosesi, vachiti, “Vanhu vanouya nezvakawandisa kupfuura zvinokwana kuita basa rakarairwa naJehovha kuti riitwe.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nyanzvi idzodzi dzakazotaurira Mosesi kuti, “Vanhu vari kungoramba vachiunza zvipo zvebasa rakanzi naTenzi riitwe, asi zvipo zvacho zvawandisa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Nyanzvi idzodzi dzakazotaurira Mosesi kuti, “Vanhu vari kungoramba vachiunza zvipo zvebasa rakanzi naTenzi riitwe, asi zvipo zvacho zvawandisa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 vakati kuna Mozisi, “Vanhu vari kuuya nezvakawandisa zvokuitisa basa rakarayirwa naJehovha kuti riitwe.” Sien die hoofstuk |