Eksodo 36:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akabatanidza pamwechete machira mashanu pawo oga, ndokubatanidzawo pamwechete mamwe machira matanhatu pawo oga. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akaɓatanidza macira mashanu pamŋe cete, namacira matanhatu pamŋe cete ɀe; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namachira matanhatu pamwechetezve; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akabatanidza pamwechete machira mashanu pawo oga, ndokubatanidzawo pamwechete mamwe machira matanhatu pawo oga. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akabatanidza pamwechete machira mashanu pawo oga, ndokubatanidzawo pamwechete mamwe machira matanhatu pawo oga. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Vakabatanidza zvidzitiro zvishanu pamwe chete kuti zvive mubatanidzwa mumwe chete, uye zvimwe zvitanhatu kuti zvive pamwe chete. Sien die hoofstuk |