Eksodo 35:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Akamupa, iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki wedzinza rokwaDhani, mwoyo wokuda kudzidzisa vamwe. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Akaisa mumŋoyo make ʋucenjeri bgokudzidzisa ʋamŋe, iye naOhoriabi, mŋanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200234 Akaisa mumwoyo make uchenjeri hwokudzidzisa vamwe, iye naOhoriabhu, mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDhani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Akamupa, iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki wedzinza rokwaDhani, mwoyo wokuda kudzidzisa vamwe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona34 Akamupa, iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki wedzinza rokwaDhani, mwoyo wokuda kudzidzisa vamwe. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Uye apa vose vari vaviri iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDhani kugona kudzidzisa vamwe. Sien die hoofstuk |