Eksodo 35:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Munhu wose aikwanisa kuunza chipo chesirivha kana chendarira akachiunza sechipo kuna Tenzi. Munhu wose ainge ane mapango omuunga aigona kuitiswa basa raimomo akauya nawo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mumŋe nomumŋe waigona kuripa cipo cesirveri necendarira wakaʋuya necipo caJehova; mumŋe nomumŋe waiʋa namatanda omuakasia, aʋaigona kuɓata nawo, wakaʋuya nawo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Mumwe nomumwe waigona kuripa chipo chesirivha nechendarira wakauya nechipo chaJehovha; mumwe nomumwe waiva namatanda omuakasia, avaigona kubata nawo, wakauya nawo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Munhu wose aikwanisa kuunza chipo chesirivha kana chendarira akachiunza sechipo kuna Tenzi. Munhu wose ainge ane mapango omuunga aigona kuitiswa basa raimomo akauya nawo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Munhu wose aikwanisa kuunza chipo chesirivha kana chendarira akachiunza sechipo kuna Tenzi. Munhu wose ainge ane mapango omuunga aigona kuitiswa basa raimomo akauya nawo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vaya vaipa chipiriso chesirivha kana ndarira vakauya nazvo sechipiriso kuna Jehovha, uye vose vaiva namatanda omuunga echikamu chipi zvacho chebasa vakauya nawo. Sien die hoofstuk |