Eksodo 34:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Rega kupira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chine mbiriso. Nyama inosara pazuva guru rePasika ngairege kufuma mangwana acho ichiripo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Usaʋuya neropa reciɓayiro caŋgu pamŋe cete neciŋgwa cakaʋiriswa; ʋuye ciɓayiro comutambo wepaseka ŋgacirege kuʋata ʋusiku kuȿikira maŋgwana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 “Usauya neropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chakaviriswa; uye chibayiro chomutambo wePasika ngachirege kuvata usiku kusvikira mangwana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Rega kupira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chine mbiriso. Nyama inosara pazuva guru rePasika ngairege kufuma mangwana acho ichiripo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 “Rega kupira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chine mbiriso. Nyama inosara pazuva guru rePasika ngairege kufuma mangwana acho ichiripo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 “Musapa kwandiri ropa rezvibayiro pamwe chete nechinhu chipi zvacho chine mbiriso, uye musarega chimwe chezvibayiro zvoMutambo wePasika chichisara kusvikira mangwanani. Sien die hoofstuk |