Eksodo 32:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Aroni achiona izvi akavaka atari pamberi pechimhuru chiye, akadaidzira shoko rokuti, “Mangwana tichaitira Tenzi mabiko.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Aroni wakati aciɀiʋona, akaʋaka artari pamberi payo, Aroni akaɗanidzira, akati: Maŋgwana mutambo ucaʋa’po kunaJehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Zvino Aroni wakati achizviona, akavaka atari pamberi payo, Aroni akadanidzira, akati, “Mangwana mutambo uchavapo kuna Jehovha.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Aroni achiona izvi akavaka atari pamberi pechimhuru chiye, akadaidzira shoko rokuti, “Mangwana tichaitira Tenzi mabiko.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Aroni achiona izvi akavaka atari pamberi pechimhuru chiye, akadaidzira shoko rokuti, “Mangwana tichaitira Tenzi mabiko.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Aroni akati aona izvi, akavaka aritari pamberi pemhuru iya akazivisa vanhu kuti, “Mangwana kuchava nomutambo kuna Jehovha.” Sien die hoofstuk |