Eksodo 28:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Unovagadzirirawo mabhurukwa erineni anobva muchiuno achisvika mumabvi kuti miviri yavo irege kuonekwa pachena navanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Unofanira kuʋaitira maburuku omuceka kuti ʋafukidze nyama yaʋo yakashama; ŋgaataŋge paɀiʋuno, aȿikire pacidɀa; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200242 Unofanira kuvaitira mabhuruku omucheka kuti vafukidze nyama yavo yakashama; ngaatange pazviuno, asvikire pachidya; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Unovagadzirirawo mabhurukwa erineni anobva muchiuno achisvika mumabvi kuti miviri yavo irege kuonekwa pachena navanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona42 Unovagadzirirawo mabhurukwa erineni anobva muchiuno achisvika mumabvi kuti miviri yavo irege kuonekwa pachena navanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 “Uite nguo dzapasi dzomucheka dzive chifukidzo chomuviri, dzinobva muchiuno kusvikira kumabvi. Sien die hoofstuk |