Eksodo 25:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza vaIsiraeri vapire zvipo kwandiri. Munhu mumwe nomumwe ngaapire kwandiri chipo chaanoda nomwoyo wakasununguka, iwe uchindigamuchirira. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naʋana ʋaIsraeri kuti ʋandipe cipo; munditorere cipo kunomumŋe nomumŋe unoɗa kundiitira iɀoɀo nomŋoyo wake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri kuti vandipe chipo; munditorere chipo kune mumwe nomumwe anoda kundiitira izvozvo nomwoyo wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza vaIsiraeri vapire zvipo kwandiri. Munhu mumwe nomumwe ngaapire kwandiri chipo chaanoda nomwoyo wakasununguka, iwe uchindigamuchirira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza vaIsiraeri vapire zvipo kwandiri. Munhu mumwe nomumwe ngaapire kwandiri chipo chaanoda nomwoyo wakasununguka, iwe uchindigamuchirira. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taurira vaIsraeri kuti vandivigire chipiriso. Unofanira kugamuchira chipiriso changu kubva kumunhu upi noupi anosundwa nomwoyo wake kuti ape. Sien die hoofstuk |