Eksodo 23:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Namatai ini Tenzi, Mwari wenyu. Ini ndinozokukomborerai ndichikupai zvokudya nemvura, ndichibvisa zvirwere pakati penyu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Shumira Jehova Mŋari wako, kuti aropafadze ciŋgwa cako nemvura yako; neni ndicabvisa ʋurwere pakati penyu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Shumira Jehovha Mwari wako, kuti aropafadze chingwa chako nemvura yako; neni ndichabvisa urwere pakati penyu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Namatai ini Tenzi, Mwari wenyu. Ini ndinozokukomborerai ndichikupai zvokudya nemvura, ndichibvisa zvirwere pakati penyu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Namatai ini Tenzi, Mwari wenyu. Ini ndinozokukomborerai ndichikupai zvokudya nemvura, ndichibvisa zvirwere pakati penyu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Namatai Jehovha Mwari wenyu, uye ipapo maropafadzo ake achava pane zvokudya zvenyu nemvura yenyu. Ndichabvisa urwere kubva pakati penyu, Sien die hoofstuk |