Eksodo 21:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Ngatiti vanhu vaviri vaitirana nharo, mumwe ozomutema mumwe nedombo kana kuti nechibhakera, nyakurohwa orega kufa, asi ongosara achirwara, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Kana ʋanhu ʋakaita nharo, mumŋe akaroʋa mumŋe nebge, kana netsiʋa, akasafa, asi akaʋata panhoʋo; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200218 Kana vanhu vakaita nharo, mumwe akarova mumwe nebwe, kana netsiva, akasafa, asi akavata panhoo; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Ngatiti vanhu vaviri vaitirana nharo, mumwe ozomutema mumwe nedombo kana kuti nechibhakera, nyakurohwa orega kufa, asi ongosara achirwara, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona18 “Ngatiti vanhu vaviri vaitirana nharo, mumwe ozomutema mumwe nedombo kana kuti nechibhakera, nyakurohwa orega kufa, asi ongosara achirwara, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “Kana vanhu vakakakavadzana uye mumwe akarova mumwe nebwe kana nechibhakera chake uye akasafa asi akavata panhoo, Sien die hoofstuk |