Eksodo 21:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Ani naani zvake anoba munhu achimutengesa, kana kuwanikwa ainaye, anofanira kuuraiwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Unoɓa munhu, akamuteŋgesa, kana ɀimŋe akawanikwa ari muruʋoko rwake, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Anoba munhu, akamutengesa, kana zvimwe akawanikwa ari muruoko rwake, zvirokwazvo anofanira kuurawa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Ani naani zvake anoba munhu achimutengesa, kana kuwanikwa ainaye, anofanira kuuraiwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Ani naani zvake anoba munhu achimutengesa, kana kuwanikwa ainaye, anofanira kuuraiwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “Ani naani anoba mumwe munhu uye akamutengesa kana kuti akawanikwa achinaye paanenge abatwa, anofanira kuurayiwa. Sien die hoofstuk |