Eksodo 21:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana akarega kumuitira zvinhu zvitatu izvozvi, mukadzi iyeyo ngaaende zvake pasina mari inoripwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Kana akasamuitira ɀinhu iɀi ɀitatu, unofanira kuɓuɗa hake asiŋgaripi cinhu, asiŋgaripi mari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Kana akasamuitira zvinhu izvi zvitatu, anofanira kubuda hake asingaripi chinhu, asingaripi mari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kana akarega kumuitira zvinhu zvitatu izvozvi, mukadzi iyeyo ngaaende zvake pasina mari inoripwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kana akarega kumuitira zvinhu zvitatu izvozvi, mukadzi iyeyo ngaaende zvake pasina mari inoripwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Kana asingamupi zvinhu zvitatu izvi, anofanira kuenda akasununguka pasina kana mari yaanoripa. Sien die hoofstuk |