Eksodo 2:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mukunda waFarao akati kwavari, “Torai mwana uyu, mundiyamwisirewo ndichakupai mubayiro wenyu woureri.” Ivo vakatora mwana vakandomurera. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mukunda waFarao akati kwaari: Tora mŋana uyu, undimŋisire iye, ndigokupa muɓairo wako. Mukadzi akatora mŋana, akandomumŋisa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Mukunda waFarao akati kwavari, “Tora mwana uyu, undimwisire ndigokupa mubayiro wako.” Mukadzi akatora mwana, akandomuyamwisa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mukunda waFarao akati kwavari, “Torai mwana uyu, mundiyamwisirewo ndichakupai mubayiro wenyu woureri.” Ivo vakatora mwana vakandomurera. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mukunda waFarao akati kwavari, “Torai mwana uyu, mundiyamwisirewo ndichakupai mubayiro wenyu woureri.” Ivo vakatora mwana vakandomurera. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mwanasikana waFaro akati kwavari, “Tora mwana uyu unondirererawo, uye ini ndichakupa muripo wako.” Saka mukadzi akatora mwana akamurera. Sien die hoofstuk |