Eksodo 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zipora akabereka mwana mukomana, Mosesi akatumidza mwana wake zita rokuti Gerishomu achiti, “Ini ndiri mutorwa zvangu munyika yavamwe.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Gershomi, nokuti wakati: Ndakaŋga ndiri mutorwa munyika yaʋamŋe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Geshomi, nokuti akati, “Ndakanga ndiri mutorwa munyika yavamwe.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zipora akabereka mwana mukomana, Mosesi akatumidza mwana wake zita rokuti Gerishomu achiti, “Ini ndiri mutorwa zvangu munyika yavamwe.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zipora akabereka mwana mukomana, Mosesi akatumidza mwana wake zita rokuti Gerishomu achiti, “Ini ndiri mutorwa zvangu munyika yavamwe.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Zipora akabereka mwanakomana, uye Mozisi akamutumidza zita rokuti Gerishomi, achiti, “Ndava mueni munyika yavatorwa.” Sien die hoofstuk |