Eksodo 2:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakati, “Tanunurwawo nomumwe muIjipiti, adzinga vafudzi. Atotitekerawo mvura akapa zvipfuwo zvedu kuti zvinwe.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋakati: MuEgipita wakatirwira pamaʋoko aʋafudzi, akaticerera mvura, akanwisa makwai. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Vakati, “MuIjipiti akatirwira pamaoko avafudzi, akaticherera mvura, akanwisa makwai.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakati, “Tanunurwawo nomumwe muIjipiti, adzinga vafudzi. Atotitekerawo mvura akapa zvipfuwo zvedu kuti zvinwe.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakati, “Tanunurwawo nomumwe muIjipiti, adzinga vafudzi. Atotitekerawo mvura akapa zvipfuwo zvedu kuti zvinwe.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vakapindura vakati, “Tanunurwa nomuIjipita kubva kuvafudzi. Abva aticherera mvura uye akanwisa zvipfuwo.” Sien die hoofstuk |