Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvino muMidhiani maiva nomupristi, akanga ana vana vake vasikana vanomwe. Vasikana ivava vakauya vakateka mvura vakaizadza mainwira zvipfuwo kuitira kuti zvinwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino muprista weMidiani wakaŋga anaʋakunda ʋanomŋe; iʋo ʋakaʋuya kuzocera mvura, ʋakazadza ɀinwiro, kuti ʋanwise makwai aɓaɓa ʋaʋo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino mupristi weMidhiani akanga ana vakunda vanomwe; ivo vakauya kuzochera mvura, vakazadza zvinwiro, kuti vanwise makwai ababa vavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Zvino muMidhiani maiva nomupristi, akanga ana vana vake vasikana vanomwe. Vasikana ivava vakauya vakateka mvura vakaizadza mainwira zvipfuwo kuitira kuti zvinwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Zvino muMidhiani maiva nomupristi, akanga ana vana vake vasikana vanomwe. Vasikana ivava vakauya vakateka mvura vakaizadza mainwira zvipfuwo kuitira kuti zvinwe.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Zvino muprista weMidhiani akanga ana vanasikana vanomwe uye vakauya kuzochera mvura yokuti vazadze midziyo yainwira zvipfuwo zvababa vavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 2:16

Volg ons:

Advertensies

Advertensies