Eksodo 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Farao akazozvinzwa akada kuuraya Mosesi. Asi Mosesi akatiza, akandogara munyika yeMidhiani. Akasvika pakanga paine tsime, ndokugara zvake pasi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino Farao wakati anzwa cinhu ico, akatȿaka kuʋuraya Mosesi. Asi Mosesi wakatiza pamberi paFarao, akandogara kunyika yeMidiani, akagara pasi patsime. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Zvino Farao akati anzwa chinhu icho, akatsvaka kuuraya Mosesi. Asi Mosesi akatiza pamberi paFarao, akandogara kunyika yeMidhiani, akagara pasi patsime. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Farao akazozvinzwa akada kuuraya Mosesi. Asi Mosesi akatiza, akandogara munyika yeMidhiani. Akasvika pakanga paine tsime, ndokugara zvake pasi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Farao akazozvinzwa akada kuuraya Mosesi. Asi Mosesi akatiza, akandogara munyika yeMidhiani. Akasvika pakanga paine tsime, ndokugara zvake pasi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Faro akati anzwa izvi, akaedza kuuraya Mozisi, asi Mozisi akatiza Faro akaenda kundogara kuMidhiani, uye akagara patsime. Sien die hoofstuk |